Isaya 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vanhu vanenge vava kutoenda kundovhima vaine uta nemiseve nokuti nyika yose ichange yangova minzwa norukato chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋacaenda’ko nemiseʋe noʋuta, nokuti nyika yose icamera rukato neminzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vachaendako nemiseve nouta, nokuti nyika yose ichamera rukato neminzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanhu vanenge vava kutoenda kundovhima vaine uta nemiseve nokuti nyika yose ichange yangova minzwa norukato chete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Varume vachaendako neuta nemiseve, nokuti nyika ichange yafukidzwa norukato neminzwa. Viz kapitola |