Online Bible

- Reklamy -




Isaya 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iye akati, “Chinzwai imi vemba yaDhavhidhi. Iko kunetsa vanhu kwamunoita hakukukwanirei here zvamunoda kutonetsawo kunyange naMwari wangu?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akati: Cinzwai ɀino, imi imba yaDavidi: Cinhu ciɗuku kwamuri kuti munetse ʋanhu, ɀino moɗo‐kunetsa Mŋari waŋgu ʋo here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akati, “Chinzwai zvino, imi imba yaDhavhidhi, chinhu chiduku kwamuri kuti munetse vanhu zvino modokunetsa Mwari wanguo here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye akati, “Chinzwai imi vemba yaDhavhidhi. Iko kunetsa vanhu kwamunoita hakukukwanirei here zvamunoda kutonetsawo kunyange naMwari wangu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo Isaya akati, “Inzwai zvino, imi imba yaDhavhidhi! Hazvina kuringana here kuedza mwoyo murefu wavanhu? Ko, imi muchaedzawo mwoyo murefu waMwari wangu here?

Viz kapitola kopírovat




Isaya 7:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy