Online Bible

- Reklamy -




Isaya 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 “Kumbira Tenzi Mwari wako chiratidzo, chingave chakadzika pasi pasi senzvimbo yavachakabvu kana kuti chiri kudengadenga sedenga.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Kumbira ciratidzo kunaJehova Mŋari wako; ucikumbire kunyaŋge pasi pakadzika, kana kumsoro kwakakwirira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako; uchikumbire kunyange pasi pakadzika, kana kumusoro kwakakwirira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Kumbira Tenzi Mwari wako chiratidzo, chingave chakadzika pasi pasi senzvimbo yavachakabvu kana kuti chiri kudengadenga sedenga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako, kunyange pakadzikadzika kana pamusoro-soro.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 7:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy