Online Bible

- Reklamy -




Isaya 66:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Asati amborwadzwa zvake nepamuviri mukadzi akasununguka mwana, asati abatwa nemarwadzo emimba akasununguka mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Wakapona asati arwadziwa, wakaɓereka mŋanakomana kurwadziwa kwake kusati kwaȿika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Akapona asati arwadziwa, akabereka mwanakomana kurwadziwa kwake kusati kwasvika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Asati amborwadzwa zvake nepamuviri mukadzi akasununguka mwana, asati abatwa nemarwadzo emimba akasununguka mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Asati arwadziwa nemimba, anosununguka; kurwadza kusati kwauya pamusoro pake, anosununguka mwanakomana.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 66:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy