Online Bible

- Reklamy -

Isaya 66:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Ndinodaro nokuti sezvazvichangoita kuti denga idzva nenyika itsva zvandichasika zvicharamba zviri pandiri. Ndizvo zviri kutaura Tenzi, ndozvichangoitawo zvizvarwa zvenyu nezita renyu zvicharamba zvichingovapo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nokuti ɗeŋga idɀa nenyika itȿa, ɀandicaita, seɀaɀicagara ɀiri’po pamberi paŋgu, saiɀoɀo rudzi rwako nezita rako ɀicagara ɀiri’po — ndiɀo ɀinotaura Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nokuti denga idzva nenyika itsva, zvandichaita sezvichagara zviripo pamberi pangu, saizvozvo rudzi rwako nezita rako zvichagara zviripo ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Ndinodaro nokuti sezvazvichangoita kuti denga idzva nenyika itsva zvandichasika zvicharamba zviri pandiri. Ndizvo zviri kutaura Tenzi, ndozvichangoitawo zvizvarwa zvenyu nezita renyu zvicharamba zvichingovapo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “Nokuti sezvakaita matenga matsva nenyika itsva zvandinoita zvichazogara pamberi pangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saizvozvo zita renyu nezvizvarwa zvenyu zvichagara.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 66:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy