Online Bible

- Reklamy -




Isaya 66:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 nokuti Tenzi achatonga nomoto nebakatwa rehondo yake richawira vanhu vose zvavo panyika, vachaurayiwa naTenzi vachange vakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nokuti Jehova ucatoŋga nyama yose nomŋoto ʋuye nomunondo wake; ʋakaʋurawa naJehova ʋacaʋa ʋazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nokuti Jehovha achatonga vanhu vose nomoto uye nomunondo wake; vakaurawa naJehovha vachava vazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 nokuti Tenzi achatonga nomoto nebakatwa rehondo yake richawira vanhu vose zvavo panyika, vachaurayiwa naTenzi vachange vakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Nokuti nomoto uye nomunondo wake Jehovha achatonga vanhu vose, uye vazhinji vachava vaya vanourayiwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 66:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy