Isaya 66:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Chinzwai, ndinodaro nokuti, Tenzi achauya ari mumoto, ngoro dzake dzehondo dzichinge dutu remhepo, kuzotsiva nehasha achiranga namarimi omoto Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti tarirai, Jehova ucaʋuya nomŋoto, ŋgoro dzake dzicafanana necampupuri; kuti aratidze kutsamŋa kwake noʋukasha, nokutuka kwake nemiraɀo yomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti tarirai, Jehovha achauya nomoto, ngoro dzake dzichafanana nechamupupuri; kuti aratidze kutsamwa kwake noukasha, nokutuka kwake nemirazvo yomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Chinzwai, ndinodaro nokuti, Tenzi achauya ari mumoto, ngoro dzake dzehondo dzichinge dutu remhepo, kuzotsiva nehasha achiranga namarimi omoto Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Tarirai, Jehovha ari kuuya nomoto, uye ngoro dzake dzakaita sechamupupuri; achaburutsa kutsamwa kwake nehasha huru, uye kutuka kwake nomurazvo womoto. Viz kapitola |