Isaya 66:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Somunhu unoʋaraidzwa namai ʋake, saiɀoɀo ndicakuʋaraidzai; mucaʋaraidzwa paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Somunhu anovaraidzwa namai vake, saizvozvo ndichakuvaraidzai; muchavaraidzwa paJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Samai vanonyaradza mwana wavo, saizvozvo ndichakunyaradzai; uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.” Viz kapitola |