Isaya 65:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Mhumhi nehwayana zvichafura pamwechete, shumba inenge yofura sora semombe, nyoka ichange yodya guruva. Zvinenge zvisisakuvadze kana kuparadza mugomo rangu rose zvaro rinoera,” ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ƃere negwaiana ɀicafura pamŋe cete, shumba icadya ʋuswa senzombe, ʋuye guruʋa ricaʋa ɀokudya ɀenyoka. Haʋaŋgakuʋadzi kana kuparadza pagomo raŋgu rose dɀene — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Bere negwayana zvichafura pamwechete, shumba ichadya uswa senzombe, uye guruva richava zvokudya zvenyoka. Havangakuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mhumhi nehwayana zvichafura pamwechete, shumba inenge yofura sora semombe, nyoka ichange yodya guruva. Zvinenge zvisisakuvadze kana kuparadza mugomo rangu rose zvaro rinoera,” ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Bumhi negwayana zvichafura pamwe chete, uye shumba ichadya uswa senzombe, asi guruva richava chokudya chenyoka. Hazvichazokuvadza kana kuparadza pamusoro pegomo rangu dzvene rose,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |