Isaya 65:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndakatambanudzira maʋoko aŋgu zuʋa rose kurudzi rwaʋanhu rwakandimukira, ʋanofamba nenzira isakanaka, ʋaciteʋera ndaŋgariro dzaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ndakatambanudzira maoko angu zuva rose kurudzi rwavanhu rwakandimukira, vanofamba nenzira isakanaka, vachitevera ndangariro dzavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zuva rose ndakatambanudzira maoko angu kurudzi rwakasindimara, vanofamba munzira dzisina kunaka vachitevera zvavanofunga, Viz kapitola |