Isaya 65:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Chionai kuti ndava kusika denga idzva nenyika itsva. Zvinhu zvakare zviya hazvichazoyeukwa kana kuuya hazvo mumusoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti tarirai, ndinosika ɗeŋga idɀa nenyika itȿa; ɀinhu ɀakare haɀiŋgaraŋgarirwi, kana kufuŋgwa mumŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Nokuti tarirai, ndinosika denga idzva nenyika itsva; zvinhu zvakare hazvingarangarirwi, kana kufungwa nomwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Chionai kuti ndava kusika denga idzva nenyika itsva. Zvinhu zvakare zviya hazvichazoyeukwa kana kuuya hazvo mumusoro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Tarirai, ndichasika matenga matsva nenyika itsva. Zvinhu zvakare hazvichazorangarirwi, kana kuuya mundangariro. Viz kapitola |