Isaya 65:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Chinzwai munzwe, kuvaranda vangu achava makuwerere kuimba nokufara, asi kwamuri imi ichava misodzi chete kuchema muchirwadziwa mwoyo muchihwihwidza kuchema muchishungurudzwa mwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacaimba nokufara kwomŋoyo, asi imi mucacema nokurwadziwa kwomŋoyo, mucawuŋgudza nokuputsika kwomŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 tarirai, varanda vangu vachaimba nokufara kwomwoyo, asi imi muchachema nokurwadziwa kwomwoyo, muchaungudza nokuputsika kwomweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Chinzwai munzwe, kuvaranda vangu achava makuwerere kuimba nokufara, asi kwamuri imi ichava misodzi chete kuchema muchirwadziwa mwoyo muchihwihwidza kuchema muchishungurudzwa mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Varanda vangu vachaimba zvichibva mumufaro wemwoyo yavo, asi imi muchachema nokurwadziwa nemwoyo uye muchaungudza mukupwanyika kwomweya. Viz kapitola |