Isaya 65:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 chenyu imi chandakutemerai kufa muchiurayiwa namapakatwa, mose mucharakatiswa kufa, nokuti ndakakudaidzaika ini asi hamuna kudaira. Pandaitaura, hamunaka kuteerera. Zvandinoti zvakaipa ndozvacho zvamakatoita, muchisarudza zvenyu kuita zvinhu zvandisingadi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ndicakutemerai muʋurawe nomunondo, imi mose mucakotamira pakuɓayiwa; nokuti paŋguʋa yandakaɗana, hamuna‐kupindura; paŋguʋa yandakataura, hamuna‐kunzwa; asi makaita ɀakaipa pamberi paŋgu, mukasanaŋgura ɀandakaŋga ndisiŋgafariri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Ndichakutemerai muurawe nomunondo, imi mose muchakotamira pakubayiwa; nokuti panguva yandakadana, hamuna kupindura; panguva yandakataura, hamuna kunzwa; asi makaita zvakaipa pamberi pangu, mukasanangura zvandakanga ndisingafariri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 chenyu imi chandakutemerai kufa muchiurayiwa namapakatwa, mose mucharakatiswa kufa, nokuti ndakakudaidzaika ini asi hamuna kudaira. Pandaitaura, hamunaka kuteerera. Zvandinoti zvakaipa ndozvacho zvamakatoita, muchisarudza zvenyu kuita zvinhu zvandisingadi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 ndichakuendesai kumunondo, uye mose muchakotamira pasi kuti mubayiwe, nokuti ndakadana asi hamuna kudavira, ndakataura asi hamuna kuteerera. Makaita zvakaipa pamberi pangu mukasarudza zvisingandifadzi.” Viz kapitola |