Isaya 64:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvino moramba makangotarisa zvenyu here zvinhu zvakadai nhai Tenzi? Moramba makangonyarara zvenyu here muchitionesa nhamo inorwadza kudai? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Jehova, muŋgaɀidzora nokuɗa kweɀinhu iɀi here? Mucaramba munyerere, mucititambudza ɀikuru here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Jehovha, mungazvidzora nokuda kwezvinhu izvi here? Mucharamba munyerere, muchititambudza zvikuru here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvino moramba makangotarisa zvenyu here zvinhu zvakadai nhai Tenzi? Moramba makangonyarara zvenyu here muchitionesa nhamo inorwadza kudai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Haiwa Jehovha, mushure maizvozvi mungazvidzorawo here? Mucharamba munyerere, uye mugotiranga zvinopfuura mwero here? Viz kapitola |