Isaya 63:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti anoti, “Vanhu vangu ava, vana vasina zvounyengedzi,” nezvo akava Mununuri wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti wakati: Ɀirokwaɀo, ndiʋo ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋasiŋgazoiti nokunyeŋgera; naiɀoɀo wakaʋa Muponesi waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti akati, “Zvirokwazvo, ndivo vanhu vangu, vana vasingazoiti nokunyengera;” naizvozvo akava Muponesi wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti anoti, “Vanhu vangu ava, vana vasina zvounyengedzi,” nezvo akava Mununuri wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akati, “Zvirokwazvo ndivo vanhu vangu, ivo vanakomana vasingazovi venhema kwandiri,” naizvozvo akava Muponesi wavo. Viz kapitola |