Isaya 63:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndakatarisa wanei wokundibatsira hapana zvakandishamisa kuti pakanga pasina wokunditsigira, saka kukurira kwandakaita isimba roruoko rwangu ndichitsigirwa ini nehasha dzangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndikatarira, ndikashaiwa unoɓatsira, ndikashamiswa nokuti kwakaŋga kusinaunotsigira; naiɀoɀo ruʋoko rwaŋgu rwakandiʋigira ruponeso, kutsamŋa kwaŋgu ndiko kwakanditsigira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ndikatarira, ndikashayiwa anobatsira, ndikashamiswa nokuti kwakanga kusina anotsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, kutsamwa kwangu ndiko kwakanditsigira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndakatarisa wanei wokundibatsira hapana zvakandishamisa kuti pakanga pasina wokunditsigira, saka kukurira kwandakaita isimba roruoko rwangu ndichitsigirwa ini nehasha dzangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndakatarisa, asi pakanga pasina angabatsira, ndakashamiswa nokuti hapana akatsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, uye hasha dzangu dzakanditsigira. Viz kapitola |