Isaya 62:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Vachanzi vanhu, “Vanoera vaNyakununurwa vaTenzi” iwe uchinzi, “Wapamwoyo pavanhu guta risina kutizwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋacaʋatumidza zita rinonzi Ʋanhu ʋatȿene, Ʋakadzikinurwa ʋaJehova; newe ucatumidzwa zita rinonzi Mutȿakwa, Guta risina‐kusiyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vachavatumidza zita rinonzi “Vanhu vatsvene, Vakadzikunurwa naJehovha; newe uchatumidzwa zita rinonzi, ‘Mutsvakwa, Guta risina kusiyiwa.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vachanzi vanhu, “Vanoera vaNyakununurwa vaTenzi” iwe uchinzi, “Wapamwoyo pavanhu guta risina kutizwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vachanzi Vanhu Vatsvene, Vakadzikinurwa vaJehovha; uye iwe uchanzi Mutsvakwa, iro Guta Risina Kuzova Dongo. Viz kapitola |