Online Bible

- Reklamy -




Isaya 61:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvizukuru zvavo zvichanyatsozivikanwa mukati memarudzi evanhu, navana vavo mukati mavanhu vose. Vose vachavaona vachabvuma kuti vanhu vakakomborerwa naTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋana ʋaʋo ʋacazikanwa pakati pamarudzi, neɀiɓereko ɀaʋo pakati paʋanhu; ʋose ʋanoʋaʋona ʋacaʋaziʋa, kuti ndirwo rudzi rwakaropafadzwa naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Vana vavo vachazikanwa pakati pamarudzi, nezvibereko zvavo pakati pavanhu; vose vanovaona vachavaziva, kuti ndirwo rudzi rwakaropafadzwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvizukuru zvavo zvichanyatsozivikanwa mukati memarudzi evanhu, navana vavo mukati mavanhu vose. Vose vachavaona vachabvuma kuti vanhu vakakomborerwa naTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Zvizvarwa zvavo zvichazivikanwa pakati pendudzi uye navana vavo pakati pamarudzi. Vose vanovaona vachaziva kuti vanhu vakaropafadzwa naJehovha.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 61:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy