Online Bible

- Reklamy -

Isaya 61:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndinoda ruenzaniso, zvokupamba vanhu ndinozvivenga, ndinovengawo zvokuita zvakaipa. Ndichavapa mubayiro wavo chaivo, ndichaita chitenderano navo chokugara nokugara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti ini Jehova ndinoɗa ɀakarurama, ndinoʋeŋga kupamba pamŋe cete neɀakaipa; ndicaʋaripira ɀirokwaɀo, ʋuye ndicaita suŋgano isiŋgaperi naʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti ini Jehovha ndinoda zvakarurama, ndinovenga kupamba pamwechete nezvakaipa; ndichaviripira zvirokwazvo, uye ndichaita sungano isingaperi navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndinoda ruenzaniso, zvokupamba vanhu ndinozvivenga, ndinovengawo zvokuita zvakaipa. Ndichavapa mubayiro wavo chaivo, ndichaita chitenderano navo chokugara nokugara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira; ndinovenga kupamba nezvakaipa. Mukutendeka kwangu, ndichavapa mubayiro uye ndichaita sungano isingaperi navo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 61:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy