Isaya 61:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Mweya waTenzi Mwari uri pandiri nokuti Tenzi akandizodza kuti ndiparidze shoko rakanaka kuvarombo. Akandituma kuzonyaradza vakasuruvara mwoyo, nokuparidzira vari muutapwa rusununguko, nokusunungurwa kwavari muusungwa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mŋeya waShe Jehova uri pamsoro paŋgu; nokuti Jehova wakandizodza kuti ndiparidzire ʋanyoro mashoko akanaka; wakandituma kuti ndirape ʋanemŋoyo yakaputsika, kuti ndiparidzire ʋakatapxa kusunuŋgurwa, nokunaʋakasuŋgwa kuti ʋacazarurirwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mweya waIshe Jehovha uri pamusoro pangu; nokuti Jehovha akandizodza kuti ndiparidzire vanyoro mashoko akanaka; akandituma kuti ndirape vanemwoyo yakaputsika, kuti ndiparidzire vakatapwa kusunungurwa, nokuna vakasungwa kuti vachazarurirwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mweya waTenzi Mwari uri pandiri nokuti Tenzi akandizodza kuti ndiparidze shoko rakanaka kuvarombo. Akandituma kuzonyaradza vakasuruvara mwoyo, nokuparidzira vari muutapwa rusununguko, nokusunungurwa kwavari muusungwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mweya waIshe Jehovha uri pamusoro pangu, nokuti Jehovha akandizodza kuti ndiparidze vhangeri kuvarombo. Akandituma kuti ndirape vane mwoyo yakaputsika, kuti ndiparidze kusunungurwa kwavakatapwa, nokubudiswa kwavasungwa kuti vabve murima, Viz kapitola |