Isaya 60:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Wakanga wafuratirwa uchivengwa pasisina kana neachadimura namauri, zvino ndichakuita guta rino mukurumbira narini narini richange riri rinofadza pachizvarwa nechizvarwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Wakaŋga wakasiyiwa nokuʋeŋgwa, kusisinomunhu waipfuʋura nomukati mako, asi ɀino ndicakuita cinhu cinorumbidzwa nokusiŋgaperi, cinofarirwa kuȿikira kumarudzi mazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Wakanga wakasiyiwa nokuvengwa, kusisina munhu aipfuura nomukati mako, asi zvino ndichakuita chinhu chinorumbidzwa nokusingaperi, chinofarirwa kusvikira kumarudzi mazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Wakanga wafuratirwa uchivengwa pasisina kana neachadimura namauri, zvino ndichakuita guta rino mukurumbira narini narini richange riri rinofadza pachizvarwa nechizvarwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Kunyange wanga wasiyiwa uye uchivengwa, pasina munhu anopfuura nemauri, ndichakuita kuti ukudzwe nokusingaperi uye uve mufaro wezvizvarwa zvinotevera. Viz kapitola |