Online Bible

- Reklamy -




Isaya 60:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Misuo mikuru yako ichangogara yakazaruka siku nesikati, kuzarirwa isingazarirwi kuitira kuuya kunenge kuchiita vanhu kwauri noupfumi hwevechirudzi, vachitungamirirwa namadzimambo avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Masuʋo ako acagara akazaruka ŋguʋa dzose, haaŋgazarirwi masikati noʋusiku, kuti ʋaʋuyise kwauri fuma yamarudzi aʋanhu namadzimambo aʋo, akatapxa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Masuo ako achagara akazaruka nguva dzose, haangazarirwi masikati nousiku, kuti vauyise kwauri pfuma yamarudzi avanhu namadzimambo avo, akatapwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Misuo mikuru yako ichangogara yakazaruka siku nesikati, kuzarirwa isingazarirwi kuitira kuuya kunenge kuchiita vanhu kwauri noupfumi hwevechirudzi, vachitungamirirwa namadzimambo avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Masuo ako achagara akashama haachazombozarirwi, masikati kana usiku kuitira kuti vanhu vakuvigire upfumi hwendudzi, madzimambo adzo achafambiswa ari mumudungwe akundwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 60:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy