Isaya 60:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Vatorwa zvavo ndovachakuvakira tsvingo dzako, madzimambo avo ivo ndoanenge otokushandira iwe. Ndakakuranga pamusana pokushatirwa kwandakanga ndaita, asi zvino pamusana pemwoyochena wangu ndava kukuitira tsiye nyoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋatorwa ʋacaʋaka maȿiŋgo ako, madzimambo aʋo acakushumira; nokuti ndakakuroʋa nokutsamŋa kwaŋgu, asi ndakakunzwira nyasha neŋgoni dzaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vatorwa vachavaka masvingo ako, madzimambo avo achakushumira; nokuti ndakakurova nokutsamwa kwangu, asi ndakakunzwira nyasha nengoni dzangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vatorwa zvavo ndovachakuvakira tsvingo dzako, madzimambo avo ivo ndoanenge otokushandira iwe. Ndakakuranga pamusana pokushatirwa kwandakanga ndaita, asi zvino pamusana pemwoyochena wangu ndava kukuitira tsiye nyoro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Vatorwa vachavakazve masvingo ako, uye madzimambo avo achakushandira. Kunyange ndakakurova mukutsamwa kwangu, munyasha dzangu ndichakunzwira tsitsi. Viz kapitola |