Online Bible

- Reklamy -




Isaya 59:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ruenzaniso runonzi kure narwo, ururami hwava kumirira kure nesu nokuti chokwadi, pamatare, hapasisina, kutendeka kwapata.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kururamisa kwakadzoswa shure, kururama kumire kure; nokuti ɀokwaɗi yakawira pasi panzira yomumusha, kutendeka hakugoni kupinda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Kururamisa kwakadzoswa shure, kururama kumire kure; nokuti chokwadi chakawira pasi panzira yomumusha, kutendeka hakugoni kupinda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ruenzaniso runonzi kure narwo, ururami hwava kumirira kure nesu nokuti chokwadi, pamatare, hapasisina, kutendeka kwapata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Naizvozvo kururamisirwa kwadzorerwa shure, uye kururama kwamira kure; chokwadi chakagumburwa munzira dzomumusha, kutendeka hakuchagoni kupinda.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 59:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy