Online Bible

- Reklamy -

Isaya 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ndichauita kuti usare rangova zita chete kuti munda. Handichaupemhena kana kuutimbira Minzwa norukato ndozvichakura zvazvo imomo Ndichaudzawo makore kuti arege kunayisa mvura pauri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 ndicauparadza; hauŋgaraŋgurwi, kana kurimŋa; asi ucamera minzwa norukato; ndicaraira makore, kuti arege kunisa mvura pamsoro pawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 ndichauparadza; haungawanhurwi, kana kurimwa; asi uchamera minzwa norukato; ndicharayira makore, kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndichauita kuti usare rangova zita chete kuti munda. Handichaupemhena kana kuutimbira Minzwa norukato ndozvichakura zvazvo imomo Ndichaudzawo makore kuti arege kunayisa mvura pauri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ndichauita nzvimbo yamarara, hauzochekererwi kana kusakurirwa, uye minzwa norukato zvichakuramo. Ndicharayira makore kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 5:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy