Isaya 5:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Achaninira kurudzi rwevanhu ruri kure kure chaiko, achivaridzira mheterwa vari uko pasi kwenyika chaiko, rudzi rwavanhu irworwo runobva rwakasika kuuya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ucasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuʋaridzira muridzo iʋo ʋari kumigumo yenyika; tarirai, ʋacakurumidza kuʋuya ʋacicimbidzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Achasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuvaridzira muridzo ivo vari kumigumo yenyika; tarirai, vachakurumidza kuuya vachichimbidzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Achaninira kurudzi rwevanhu ruri kure kure chaiko, achivaridzira mheterwa vari uko pasi kwenyika chaiko, rudzi rwavanhu irworwo runobva rwakasika kuuya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Anosimudzira ndudzi dziri kure mureza, anoridzira muridzo kuna avo vari kumigumo yenyika. Havo vouya, nokukurumidza uye nokuchimbidzika! Viz kapitola |