Isaya 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Hwayana ndopadzichafura zvadzo sokunge dziri kumafuro zvipfuwo zvakakora nembudzana zvichifura zvazvo mumatongo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo makwaiana acafura saaneŋge ari pamafuro awo, ʋanodzuŋgaira ʋacadya makura aʋafumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo makwayana achafura saanenge ari pamafuro, awo vanodzungaira vachadya makura avapfumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Hwayana ndopadzichafura zvadzo sokunge dziri kumafuro zvipfuwo zvakakora nembudzana zvichifura zvazvo mumatongo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo makwai achafura saari mumafuro awo; makwayana achadya pakati pamatongo avapfumi. Viz kapitola |