Isaya 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa, nameso aʋanoɀikudza akaninipiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Naizvozvo munhuwo zvake achadzikiswa, marudzi avanhu achaninipiswa, nameso avanozvikudza achaninipiswa. Viz kapitola |