Isaya 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo nzvimbo yavachakabvu yava kumedzera mate ichishama muromo wayo zvakanyanyisa kwazvo kuti imedze zvayo vokumba huru vomuJerusaremu pamwechete nevoruzhinji vacho vezhowezhowe remo rokusasana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Saka Sheori rakawedzera kukara kwaro nokushamisa muromo waro ɀikuru; ʋakakudzwa ʋaʋo, naʋazhinji ʋaʋo, naʋanoɀikudza ʋaʋo, nounofara pakati paʋo, ʋanoɓurukira’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Saka Sheori rakawedzera kukara kwaro nokushamisa muromo waro zvikuru; vakakudzwa vavo, navazhinji vavo, navanozvikudza vavo, noanofara pakati pavo, vanoburukiramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo nzvimbo yavachakabvu yava kumedzera mate ichishama muromo wayo zvakanyanyisa kwazvo kuti imedze zvayo vokumba huru vomuJerusaremu pamwechete nevoruzhinji vacho vezhowezhowe remo rokusasana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Naizvozvo gehena rakawedzera kukara kwaro, uye rakazarura muromo waro zvinodarika mwero; mariri muchaburukira vanokudzwa vavo nevoruzhinji, navose vanokakavara vavo navanofara vavo. Viz kapitola |