Isaya 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Regai ndimboimbira zvangu shamwari yangu rwiyo rwokuda kwaaiita munda wake wamagirepisi Shamwari yangu iyi yakanga iino munda wemagirepisi pachikomo chakanyatsoorera kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ŋgandiimbire muɗiwa waŋgu rwiyo rwomuɗiwa waŋgu pamsoro pomunda wake wemizambiriŋga. Muɗiwa waŋgu waiʋa nomunda wemizambiriŋga pacikomo cakaʋorera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ngandiimbire mudiwa wangu rwiyo rwomudiwa wangu pamusoro pomunda wake wemidzambiringa. Mudiwa wangu waiva nomunda wemidzambiringa pachikomo chakaorera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Regai ndimboimbira zvangu shamwari yangu rwiyo rwokuda kwaaiita munda wake wamagirepisi Shamwari yangu iyi yakanga iino munda wemagirepisi pachikomo chakanyatsoorera kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndichaimbira mudiwa wangu rwiyo pamusoro pomunda wake wemizambiringa: Mudiwa wangu akanga ane munda wake wemizambiringa, pachikomo chakaorera. Viz kapitola |