Online Bible

- Reklamy -




Isaya 30:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 munhu wose zvake achanyara navanhu vasina chavanovabatsira vasina rubatsiro kana chimuko asi kunyara nokunyadziswa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋose ʋacanyadziswa pamsoro porudzi rwaʋanhu ʋasiŋgagoni kuʋafumisa, ʋasiŋgaʋaɓatsiri kana kuʋafumisa, asi kuʋanyadzisa nokuʋashoʋodza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Vose vachanyadziswa pamusoro porudzi rwavanhu vasingagoni kuvapfumisa, vasingavabatsiri kana kuvapfumisa, asi kuvanyadzisa nokuvashovodza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 munhu wose zvake achanyara navanhu vasina chavanovabatsira vasina rubatsiro kana chimuko asi kunyara nokunyadziswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 mumwe nomumwe wavo achanyadziswa nokuda kwavanhu vasina betsero kwavari, vasingavavigiri rubatsiro kana ruyamuro, asi kunyadziswa chete nokuzvidzwa.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 30:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy