Isaya 30:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 nokuti nzvimbo yokupisira yakatogadzirirwa kare yokuitira mambo iyeyu, yakatogadzirirwa kare. Gomba rayo rakaitwa rakadzika uye rakafutunurwa kwazvo pamwechete nemoto nehuni zvakawanda, femo raTenzi rinoita sekakova kedombo regwenya ndorinoritungidza moto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nokuti Tofeti rakagara ragadzirwa; ɀirokwaɀo rakagadzirirwa mambo; wakaridzikisa nokurikurisa; ɗutu riri’po mŋoto nehuni zhinji; mŋeya waJehova, wakafanana norwizi rwesurferi, ucaɀipfutidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Nokuti Tofeti rakagara ragadzirwa; zvirokwazvo rakagadzirirwa mambo; wakaridzikisa nokurikurisa; dutu riripo moto nehuni zhinji; mweya waJehovha, wakafanana norwizi rwesariferi, uchazvipfutidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 nokuti nzvimbo yokupisira yakatogadzirirwa kare yokuitira mambo iyeyu, yakatogadzirirwa kare. Gomba rayo rakaitwa rakadzika uye rakafutunurwa kwazvo pamwechete nemoto nehuni zvakawanda, femo raTenzi rinoita sekakova kedombo regwenya ndorinoritungidza moto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Tofeti yakanguri yagadzirira; yakagadzirirwa kare kugamuchira mambo. Gomba rayo romoto rakadzikiswa rikapamhamiswa, uye pane moto wakawanda nehuni zhinji; kufema kwaJehovha, sorukova runopfuta nesafuri, kuchazvitungidza. Viz kapitola |