Isaya 30:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Naizvozvo kudzivirira kwaFarao ikoko kuchapinduka kukakunyadzisai, iye dumba nomumvuri weIjipiti opinduka ova anokunyadzisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo simba raFarao ricakunyadzisai, kuʋanda kwenyu mumumvuri waFarao kucaʋa kukaŋganisa kwenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo simba raFarao richakunyadzisai, kuvanda kwenyu mumumvuri waFarao kuchava kukanganisa kwenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Naizvozvo kudzivirira kwaFarao ikoko kuchapinduka kukakunyadzisai, iye dumba nomumvuri weIjipiti opinduka ova anokunyadzisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi kudzivirira kwaFaro kuchava kunyadziswa kwenyu, mumvuri weIjipiti uchakuvigirai kunyadziswa, Viz kapitola |