Isaya 30:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Naizvozvo Tenzi anomirira kuti akuitirei zvakanaka. Naizvozvo anofarira kwazvo kukuitirai tsitsi nokuti Tenzi ndiMwari woruenzaniso. Vakakomborerwa zvavo vose vanomumirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo Jehova ucambomira, kuti akunzwirei tsitsi; naiɀoɀo ucakudzwa, kuti aʋe nenyasha nemi, nokuti Jehova ndiMŋari wokururamisira; ʋakaropafadzwa ʋose ʋanomumirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo Jehovha achambomira, kuti akunzwirei tsitsi; naizvozvo achakudzwa, kuti ave nenyasha nemi, nokuti Jehovha ndiMwari wokururamisira; vakaropafadzwa vose vanomumirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naizvozvo Tenzi anomirira kuti akuitirei zvakanaka. Naizvozvo anofarira kwazvo kukuitirai tsitsi nokuti Tenzi ndiMwari woruenzaniso. Vakakomborerwa zvavo vose vanomumirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi Jehovha anoshuva kukuitirai nyasha; anosimuka kuti akuratidzei tsitsi. Nokuti Jehovha ndiMwari wokururamisira. Vakaropafadzwa vose vanomurindira! Viz kapitola |