Online Bible

- Reklamy -




Isaya 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 nokuti Jerusaremu yawondomoka, Judha yakoromoka nokuti zvavanotaura nezvavanoita zvinopesana naTenzi, zvinozvidza kuvapo kwake kuno mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti Jerusarema raparadzwa, Juda wawa; nokuti marimi aʋo namaɓasa aʋo anopesana naJehova, kutsamŋisa meso ake anokubginya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti Jerusaremu raparadzwa, Judha wawa; nokuti marimi avo namabasa avo anopesana naJehovha, kutsamwisa meso ake anokubwinya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti Jerusaremu yawondomoka, Judha yakoromoka nokuti zvavanotaura nezvavanoita zvinopesana naTenzi, zvinozvidza kuvapo kwake kuno mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Jerusarema rozungunuka, Judha riri kuwa; mashoko avo nezviito zvavo zvinopesana naJehovha, vachizvidza kuvapo kwake kunobwinya.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 3:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy