Isaya 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndichaita kuti vakomana zvavo vave ndiwo madzishe avo vatongwe nepwere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicaʋapa ʋanana aʋe macinda aʋo, ʋacaɓatwa naʋacece. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ndichavapa vanana ave machinda avo, vachabatwa navacheche. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndichaita kuti vakomana zvavo vave ndiwo madzishe avo vatongwe nepwere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichaita kuti majaya ave vabati vavo; vana vadiki ndivo vachavatonga. Viz kapitola |