Isaya 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Simba rokutsika-tsika vanhu vangu kudai munoriwana kupi, muchidzungaidza nokupazamisa varombo?” Ndizvo zviri kurehwa naTenzi, Tenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Munoiteiko ɀamunopxanya ʋanhu ʋaŋgu, mucikuya ɀiso ɀaʋarombo? Ndiɀo ɀinotaura Ishe, Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Munoiteiko zvamunopwanya vanhu vangu, muchikuya zviso zvavarombo? Ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Simba rokutsika-tsika vanhu vangu kudai munoriwana kupi, muchidzungaidza nokupazamisa varombo?” Ndizvo zviri kurehwa naTenzi, Tenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Munoreveiko zvamunopwanya vanhu vangu, uye muchikuya zviso zvavarombo?” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |