Isaya 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvichamuwana wakaipa, zvichamuipira, nokuti zvaakabata namaoko ake ndozvaachaitirwawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Wakaipa unenhamo! iye haaŋgaʋi nomufaro, nokuti ucapiwa muɓairo wamaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Wakaipa ane nhamo! Iye haangavi nomufaro, nokuti achapiwa mubayiro wamaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvichamuwana wakaipa, zvichamuipira, nokuti zvaakabata namaoko ake ndozvaachaitirwawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vane nhamo vakaipa! Njodzi yava kuda kuvawira! Vacharipirwa zvakabatwa namaoko avo. Viz kapitola |