Online Bible

- Reklamy -




Isaya 29:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 nokuti pavachatarisa vana vavo vandakaumba ini namaoko angu vari pakati pavo vachaeresa zita rangu, vachaeresa iye Anoera waJakobho vachimira vachitya Mwari waIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi kana aciʋona ʋana ʋake, iro ɓasa ramaʋoko aŋgu, pakati pake, ʋacati zita raŋgu idɀene; ɀirokwaɀo, ʋacati Mutȿene waJakobo mutȿene, ʋacatya Mŋari waIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi kana achiona vana vake, iro basa ramaoko angu, pakati pake, vachati zita rangu idzvene; zvirokwazvo, vachati Mutsvene waJakobho mutsvene, vachatya Mwari waIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 nokuti pavachatarisa vana vavo vandakaumba ini namaoko angu vari pakati pavo vachaeresa zita rangu, vachaeresa iye Anoera waJakobho vachimira vachitya Mwari waIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Pavachaona vana vavo pakati pavo, iro basa ramaoko angu, vachachengeta zita rangu muutsvene; vachaziva utsvene hwoMutsvene waJakobho, uye vachamira vachitya Mwari waIsraeri.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 29:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy