Isaya 29:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Munovhiringidza zvinhu zvose. Muumbi ndiye anganzi ndiye mutapo here? Muumbi anganzi ndiye munyakwe here? Kana chinhu chakaitwa choti kuna akachiita, ‘Haaziriye akandigadzira.’ Chinhu chakaumbwa choti, kune akachiumba, ‘Haanzwisisi.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muʋumbi wehari wakaenzana nevu here, kuti cakaitwa citi pamsoro pomuiti waco: Iye haanakundiita; kana cakaʋumbga citi pamsoro pomuʋumbi waco: Iye haanenjere? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muumbi wehari akaenzana nevhu here, kuti chakaitwa chiti pamusoro pomuiti wacho, “Iye haana kundiita”; kana chakaumbwa chiti pamusoro pomuumbi wacho, “Iye haana njere?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Munovhiringidza zvinhu zvose. Muumbi ndiye anganzi ndiye mutapo here? Muumbi anganzi ndiye munyakwe here? Kana chinhu chakaitwa choti kuna akachiita, ‘Haaziriye akandigadzira.’ Chinhu chakaumbwa choti, kune akachiumba, ‘Haanzwisisi.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Munoshandura mamiriro ezvinhu, sezvinonzi muumbi wehari anonzi ndiye ivhu! Ko, chakaumbwa chingati kuna iye akachiumba, “Iye haana kundiita?” Ko, hari ingati kumuumbi, “Iye haana chaanoziva?” Viz kapitola |