Online Bible

- Reklamy -




Isaya 29:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Naizvozvo chinzwai, ndichaita zvakare zvinoshamisa vanhu ava zvinhu zvinoshamisa zvinokatyamadza. Ungwaru hwavakachenjera vavo huchaparara. Kunzwisisa kwavanonzwisisa vavo kuchavanzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 naiɀoɀo tarirai, ndicapfuʋura ndiciita pakati paʋanhu aʋa ɓasa rinoshamisa, ɓasa rinoshamisa necishamiso; ʋucenjeri bgaʋakacenjera ʋaʋo ʋucapera, nenjere dzaʋanhu ʋaʋo ʋakaŋgwara dzicaʋanzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 naizvozvo tarirai, ndichapfuura ndichiita pakati pavanhu ava basa rinoshamisa, basa rinoshamisa nechishamiso; uchenjeri hwavakachenjera vavo huchapera, nenjere dzavanhu vavo vakangwara dzichavanzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Naizvozvo chinzwai, ndichaita zvakare zvinoshamisa vanhu ava zvinhu zvinoshamisa zvinokatyamadza. Ungwaru hwavakachenjera vavo huchaparara. Kunzwisisa kwavanonzwisisa vavo kuchavanzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Naizvozvo ndichashamisa vanhu ava zvakare nechishamiso pamusoro pechishamiso; uchenjeri hwavakachenjera huchaparadzwa, zivo yavane zivo ichapera.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 29:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy