Online Bible

- Reklamy -

Isaya 29:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Tenzi akati, “Pamusana pokuti vanhu ava vanongouya kuzondinamata zvapamuromo chete vachindikudza nemiromo yavo asi mwoyo yavo iri kure neni, kundiremekedza kwavo, unongova mutemo wavakadzidziswa wavakabata nomusoro chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ishe akati: Aʋa ʋanhu ɀaʋanosweɗera kwandiri, ʋacindikudza nomuromo waʋo ʋuye nemiromo yaʋo, asi mŋoyo yaʋo ʋakaiisa kure neni, nokunditya kwaʋo ɀawaʋa murairo waʋanhu waʋakadzidziswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ishe akati, “Ava vanhu zvavanoswedera kwandiri, vachindikudza nomuromo wavo uye nemiromo yavo, asi mwoyo yavo vakaiisa kure neni, nokunditya kwavo zvawava murayiro wavanhu wavakadzidziswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Tenzi akati, “Pamusana pokuti vanhu ava vanongouya kuzondinamata zvapamuromo chete vachindikudza nemiromo yavo asi mwoyo yavo iri kure neni, kundiremekedza kwavo, unongova mutemo wavakadzidziswa wavakabata nomusoro chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ishe anoti: “Vanhu ava vanoswedera kwandiri nemiromo yavo, uye vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Kundinamata kwavo kwangova kwemitemo inodzidziswa navanhu chete.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 29:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy