Isaya 29:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Uyewo kana voripa kuno munhu asingagoni kuverenga vachiti, “Verenga bhuku iri,” iye anoti, “Handikwanisi kuverenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ɀino rugwaro runopiwa usina‐kudzidza, ɀicinzi: Ƌoraʋa hako iɀoɀi; iye ndokuti: Handina‐kudzidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 zvino rugwaro runopiwa usina kudzidza, zvichinzi, “Dorava hako izvozvi;” iye ndokuti, “Handina kudzidza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo kana voripa kuno munhu asingagoni kuverenga vachiti, “Verenga bhuku iri,” iye anoti, “Handikwanisi kuverenga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kana kuti mukapa rugwaro kuno mumwe asingagoni kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handigoni kuverenga.” Viz kapitola |