Online Bible

- Reklamy -




Isaya 29:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Saka chioneso chaizvozvi zvose chave semazwi ebhuku rakanamwa. Kana vanhu vakaripa kuno munhu anogona kuverenga vachimuti, “Verenga bhuku iri.” Iye anoti, “Handikwanisi, nokuti rakanamwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Kuʋona kwose kwaʋa kwamuri samashoko orugwaro rwakanamirwa, runopiwa munhu unogona kuraʋa, ɀicinzi: Ƌoraʋa hako iɀoɀi; iye ndokuti: Handigoni, nokuti rwakanamirwa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Kuona kwose kwava kwamuri samashoko orugwaro rwakanamirwa, runopiwa munhu anogona kurava, zvichinzi, “Dorava hako izvozvi;” iye ndokuti, “Handigoni, nokuti rwakanamirwa;”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Saka chioneso chaizvozvi zvose chave semazwi ebhuku rakanamwa. Kana vanhu vakaripa kuno munhu anogona kuverenga vachimuti, “Verenga bhuku iri.” Iye anoti, “Handikwanisi, nokuti rakanamwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nokuti kwamuri, chiratidzo ichi hachizi chinhu asi mashoko akanamirwa murugwaro. Uye kana mukapa rugwaro kuno mumwe munhu anogona kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handikwanisi, nokuti rwakanamirwa.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 29:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy