Isaya 28:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 “Iye achadzidziswa ndiani uye ndiani achatsanangurirwa shoko racho? Ndumurwa here? Kana kuti mwana achangobva achangorumurwa? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndianiko waacadzidzisa ziʋo? Ndianiko waacadzidzisa kunzwisisa shoko? Iʋo ʋakarumurwa pamukaka, ʋakabviswa pazamu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waachadzidzisa kunzwisisa shoko? Ivo vakarumurwa pamukaka, vakabviswa pazamu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Iye achadzidziswa ndiani uye ndiani achatsanangurirwa shoko racho? Ndumurwa here? Kana kuti mwana achangobva achangorumurwa? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waanotsanangurira shoko? Kuvana vakarumurwa pamukaka, kuna avo vachangobva pazamu here? Viz kapitola |