Isaya 28:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Naiɀoɀi ɀinobva kunaJehova wehondo, unoshamisa neɀaanofuŋga, mukuru kwaɀo pakuɓata kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Naizvozvi zvinobva kuna Jehovha wehondo, anoshamisa nezvaanofunga, mukuru kwazvo pakubata kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Izvi zvose zvinobvawo kuna Jehovha Wamasimba Ose, anoshamisa mukurayira uye mukuru kwazvo muuchenjeri. Viz kapitola |