Isaya 28:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Pakupura, munhu angabva apwanya koroni yechingwa here? Kweteka, haarambe achingoipura chete. Paanofambisa mavhiri engoro yake pairi namabhiza ake, haabvi aibvukuchura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀiyo ɀeciŋgwa ɀinokuyiwa, haaŋgarambi aciɀipura; kunyaŋge gumbo reŋgoro yake namabiza ake ɀiciɀiparadzira, haaŋgaɀikuyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zviyo zvechingwa zvinokuyiwa, haangarambi achizvipura; kunyange gumbo rengoro yake namabhiza ake zvichizviparadzira, haangazvikuyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pakupura, munhu angabva apwanya koroni yechingwa here? Kweteka, haarambe achingoipura chete. Paanofambisa mavhiri engoro yake pairi namabhiza ake, haabvi aibvukuchura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zviyo zvinofanira kukuyiwa kuti zviitiswe chingwa; saka munhu haafaniri kuramba achingopura nokusingaperi. Kunyange achifambisa mavhiri engoro yake yokupura pamusoro pazvo, mabhiza ake haazvikuyi. Viz kapitola |