Online Bible

- Reklamy -




Isaya 28:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Nguva yose yainopfuura ichakurova ichapfuura mangwanani oga oga uye masikati nousiku. Kunzwa chete zvainoreva kuchava chinhu chinokutyisa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ŋguʋa imŋe neimŋe kana icipfuʋura, icakutorai; nokuti masikati noʋusiku, maŋgwanani namaŋgwanani, icapfuʋura; kucaŋgotyisa ɓedzi kunzwisisa mharidzo yakaɗaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nguva imwe neimwe kana ichipfuura, ichakutorai; nokuti masikati nousiku, mangwanani namangwanani, ichapfuura; kuchanotyisa bedzi kunzwisisa mharidzo yakadaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nguva yose yainopfuura ichakurova ichapfuura mangwanani oga oga uye masikati nousiku. Kunzwa chete zvainoreva kuchava chinhu chinokutyisa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Nguva nenguva painouya ichakutakurai ichikuendesai kure; mangwanani achitevera mamwe mangwanani, panguva dzamasikati nenguva dzousiku, ichakukura.” Kunzwisisa shoko iri kuchauyisa kutya.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 28:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy