Online Bible

- Reklamy -




Isaya 28:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ndopachapedzwa zvechibvumirano chenyu norufu, chitsidzirano chenyu neNzvimbo yeVachakabvu chichiparara. Kana shamhu yokuparadza yava kupfuura muchanyatsorikitwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Suŋgano yenyu yamakaita norufu icadzimŋa, nokutenderana kwenyu neSheori hakuŋgamiri; kana shamhu, inokukura, icipfuʋura, mucatsikwa pasi nayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Sungano yenyu yamakaita norufu ichadzimwa, nokutenderana kwenyu neSheori hakungamiri; kana shamhu, inokukura, ichipfuura, muchatsikwa pasi nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ndopachapedzwa zvechibvumirano chenyu norufu, chitsidzirano chenyu neNzvimbo yeVachakabvu chichiparara. Kana shamhu yokuparadza yava kupfuura muchanyatsorikitwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Sungano yenyu norufu ichadzimwa; chitenderano chenyu neguva hachingamiri. Shamhu inokukura painouya, muchakundwa nayo.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 28:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy