Isaya 27:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Hasha aiwa handichisina. Dai kuri kuti pane minzwa norukato zvandinofanira kuita hondo nazvo, ndaitosimuka ndikarwisana nazvo, ndaizviti unga unga ndizvipise. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ini handinehasha; ɗai rukato neminzwa ɀairwa neni! Ndaiɀiʋamba, ndaiɀipisa pamŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ini handina hasha; dai rukato neminzwa zvairwa neni! Ndaizvivamba, ndaizvipisa pamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hasha aiwa handichisina. Dai kuri kuti pane minzwa norukato zvandinofanira kuita hondo nazvo, ndaitosimuka ndikarwisana nazvo, ndaizviti unga unga ndizvipise. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Handina kutsamwa. Dai paingova nerukato neminzwa zvinorwa neni! Ndaienda kundorwa nazvo; ndaizvipisa zvose nomoto. Viz kapitola |